TIGblogs TIG | TIGblogs GROUP TIGBLOGS LOGIN SIGNUP
GASCO's Blog
GASCO's Blog
« previous 5


MWARI ANOPA RUPONESO NOKUDA KWENYASHA DZAKE

- Mwari anopa ruponeso kuvanhu venyika ino. Mwari anoita izvi nerudo nenyasha dzake. Akatumira Mwanakomana wake, Jesu Kristu, kuti atore murango wezvivi zvedu. Kristu akafa kuitira kuti Mwari akwanise kuregerera vanhu asi agoramba ari Mwari mutsvene akarurama. Nomukufa kwaJesu, Mwari anozvipira kuti aponese vanhu kubva pazvivi zvavo.

Verenga VaRoma 3:21-28; VaRoma 4:5; VaRoma 5:8; VaEfeso 2:8; na Isayaa 53:5.

Mwari anopa Upenyu Hutsva

- Ruponeso rwunopiwa naMwari runopfuura kungotiza kurangwa kusingaperi. Mwari anopawo upenyu hutsva kana tagamuchira Kristu. Mwari anoita vana vake. Jesu akafira zvivi zvedu. Asi haana kuramba akafa. Akamuka. Nokuda kwokuti anorarama nokusingaperi, tingararame nokusingaperi.

- Ruponeso rwunoreva kuti tine upenyu hutsva, upenyu hwaKristu mukati medu. Munhu akaponeswa anove mwana waMwari.

Verenga Johane 5:24; VaKorinte 5:17,18; VaRoma 5:10; VaRoma 8:14-16; na Johane 3:1-2

February 22, 2010 | 12:02 PM Comments  {num} comments

Tags:


RUPONESO

Munhu Anoshaiwa Ruponeso

- Chivi chinotsaukanisa vanhu vaMwari nokuti mutsvene uye akarurama. Naizvzvo, Mwari haangave nokuwadzana nevanhu kusvikira vaponeswa kana vanatswa kubva pachivi. Vanhu vose vakasvikira vaponeswa kana vanatswa kubva pachivi. Vanhu vose vakatadza. Mubairo wechivi rufu, saka vanhu vose vanofanira kuponeswa kubva pachivi chinokonzera kufa kusingaperi.

- Vanofanirawo kuponeswa kuitira kuti kuwadzana kwavo naMwari kuvandudzwe. Mwari akaita munhu wose uye anoda kupa munhu wose upenyu husingaperi. Mwari haangape upenyu husingaperi kana ani nani chairamba akarasika uye achingitadza. Kana munhu achida upenyu husingaperi nekufadza, akafanira kuponeswa.

Verenga Ezekieri 18:20; VaRoma 3:10,23; VaRoma 6:23; Mateo 16:26 na 1 VaKorinte 15:19

Hapana Munhu angazviponesa

- Munhu haangasimudze tsoka dzake nemaoko uye nokuzvisimudza kubva pasi. Nenzira imwe cheteyo, hapana munhu angazviponesa kubva pachivi uye nokuzviisa mukuwadzana naMwari. Munhu angaedze kuita zvinhu zvakanaka muupenyu hwake hwose. Izvi hazvingagutse Mwari. Bhabheri rinotiudza kuti hapana munhu angazviponesa nokuita mabasa api neapi akanaka.

Verenga VaRoma 3:20 na VaGaratia 3:11

February 22, 2010 | 12:02 PM Comments  {num} comments

Tags:


CONFESSION: A SURE WIN

Have you ever wondered..

- If God could ever forgive your sin?

- Why you should confess?

Read: Psalm 32:5; James 5:16

Thirty thousand runners. Twenty-six miles. Thirteen water stations. Two onlympic marathon - a colossal challenge that dares runners to attempt its course. The Christian life is like a marathon. It is a lifelong, often grueling race for which we train, sweat, and persevere. We condition ourselves to prepare for the race. We find ourselves running among countless other runners with the same goal in mind: complete the race.

But not everyone makes it to the finish line. Some runners allow sin to bigin piling up on their backs, slowing their strides until they eventually collapse on the curb. The course is difficult enough without having to carry around the heavy burden of unconfessed sin.

Confession is the only way to unload it from your back. God is watching and waiting for you at the finish line. He wants to see you run across it free of injury. There is no sin that won't forgive. Can you hear Him calling your name>

If we say that we have no sin, we deceive ourselves, and the truth is not in us. If we confess our sins, He is faithful and just to forgive us our sins and to cleanse us from all unrighteousness (1 John 1:8-9)

February 19, 2010 | 1:02 AM Comments  {num} comments

Tags:


KUSIKWA NOKUDIKUKUNDIKANA KWOMUNHU

Munhu akasikwa naMwari

- Vanhu vakasikwa naMwari. Vanhu vokutanga vakaitwa naye. Nguva imwe neimwe panozvarwa mwana mutsva tinoshamiswa nechisikwa chaMwari chitsva.

- Vanhu vakasikwa mumufananidzo waMwari. Havangove neMweya usingaparadzike sewaMwari, asi vane simba rokusarudzawo. Vanhu vakasikwa kuti vave nokuwadzana naMwari. Vakasikirwa kuti vaunze kubwinya kuna Mwari. Asi Mwari haamanikidze vanhu kuti vamushandire. Mwari anoda avo vanosarudza mumwoyo yavo kumuda nokumushandira.

Verenga Genesis 1:26-30; Gensis2;7; Genesis 2:18-22; Genesis 3:1-24; naGenesis 9:6

February 12, 2010 | 4:02 AM Comments  {num} comments

Tags:


No More Than We Can Bear

Have you ever wondered....

. How to respond when you are tempted?

. What God expects of you?

Read: 1 Corinthians 10:13; Mathew 4:1-11

- The question isn't if you'll be tempted to sin. It's just a matter of when, what, and how creative Satan will be. First Corinthians describes temptation as something everybody faces. We're vulnerable, and Satan knows it.

- Jesus is our lifeline out of temptation. He sees the storm coming. He watches us struggling to stay afloat as wave after wave crashes over us. Just when we are about to drown, Jesus reaches in and offers his hand to pull us to safety. It is our choice to either take his strong hand or to sink.

- God's word is our harbor from the storm. When we recognize temptation approaching, then we can gear up for it by asking for God's help. He knows our weaknesses. He understands our pressures and temptations. Jesus himself was tempted, and he is strong enough to overcome it all.

* For in that He Himself has suffered, being tempted, He is able to aid those who are tempted... Let us therefore come boldly to the throne of grace, that we may obtain mercy and find grace to help in time of need (Hebrews 2:18; 4:16)

February 8, 2010 | 7:02 AM Comments  {num} comments

Tags:


« previous 5


Guide Makombo's Profile

Guide Makombo's Friends


Latest Posts
"Leave no room or...
"And be clothed...
"And these signs...
"Are they not all...
"He who being...

Monthly Archive
December 2009
January 2010
February 2010
March 2010
April 2010
August 2010
September 2010
October 2010
November 2010
January 2011
February 2011
March 2011
April 2011
May 2011
June 2011
July 2011
August 2011
September 2011
October 2011
November 2011
December 2011
January 2012
February 2012
March 2012
April 2012
May 2012
June 2012
July 2012
August 2012
September 2012
October 2012
November 2012
December 2012
January 2013
February 2013
March 2013
April 2013
May 2013
June 2013

Change Language


Tags Archive
gospel shokoramwari shokormwari sokoramwari

Filter By Type
Travel
Topics

Friends
Arunmozhi
Chinyere Cheny
Famata
Jessica
Stephen Ojeremen

Links
http://google.com


47781 views
Important Disclaimer